In Issues

E-news Ballot update Issue 8 – Sep 2012 Edition

Maonero eZESN pahurongwa hwekuda kuti sarudzo dziitwe muna Kurume 2013
Zvakare zvikamu makumi mana neimwe chete kubva muzana(41%) havachagari munzvimbo dzine mazita avo uye kuti zvikamu makumi mapfuumbamwe nemanomwe kubva muzana (97%) evanhu vakanyoresa kuvhota vakatama kubva panzvimbo dzavaimbogara. Naizvozvo ZESN irikuti, sarudzo hadzifaniri kuitwa gwaro remazita evanhu vanoda kuvhota risati ragadziriswa
Read more…